Igru Chtobi Nauchitjsya Ezditj Na Mashine

ZUVA rava kupinda muna amai varo, uye Josefa akamira mugadheni rake. Zvimwe ari kuona miti yemichindwe nemimwewo yemichero, madziva ane tumiti tunokura mumvura, uyewo kachikamu kemuzinda waFarao. Fungidzira Josefa achinzwa nechekure zviri kuitika mumba make; mwana wake Manase achitamba naEfremu munun’una wake, iko kaEfremu kachigegedzera. Josefa anoita seari kuona zviri kuitika mumba imomo, mudzimai wake achinyemwerera paanoona vakomana ava vachitamba havo. Josefa anonyemwerera. Anobva angoona kuti akakomborerwa.

Josefa ainge atumidza dangwe rake zita rekuti Manase nekuti rine chekuita nekukanganwa. () Makomborero akapiwa Josefa mumakore akanga achangodarika ainge amuzorodza kuti arege kuramba achisuwa kumba, uye vakoma vake nababa vake. Vakoma vake avo vainge vakamuvenga vakaita kuti upenyu hwake huchinje. Vakambomurwisa, vakambofunga zvekumuuraya, vakazomutengesa semuranda kuvanhu vanofamba vachiita bhizimisi. Kubvira ipapo, upenyu hwake hwakanga hwangova nhamo nematambudziko.

Kwemakore anenge 12, akatambura ari muranda, akaiswa mujeri, maakaita nguva yakati kuti akasungwa nezvisungo zvesimbi. Asi iye zvino akanga ava mutevedzeri waFarao, munyika ine simba yeIjipiti! Kwemakore akati kuti, Josefa ainge aona zvinhu zvichiitika sezvainge zvataurwa naJehovha. Makore 7 akanga agara ataurwa egoho rakanaka muIjipiti ainge afamba, uye Josefa ainge atungamirira pakuchengetwa kwezviyo zvaisara. Munguva iyi akanga ava nevana vaviri nemudzimai wake Asenati. Kunyange zvakadaro, pfungwa dzake dzaiwanzodzoka kumhuri yavo yainge iri kure, kunyanya munun’una wake Bhenjamini, nababa vavo vaaida, Jakobho.

It is with sadness that we the HamCar family express our condolence to the Russell, Seaton, Wright & Wilmot families on the passing of their dear wife, mother, grandmother and aunt Hazel Louise Russell. -zakon-chtoby-pouchastvovat-v-mannequinchallenge 2016-12-10T09:00:46+03:00.

Helvetica neue font family download Above all this is best for professionals and normal users. Arabic font by KACST has great writing and this font is best for book and you can use it for writing Arabic text. This is best for writing Arabic poetry. Fonts can be used by newbies and professionals. Web designers can take advantage from this free font collection, can create beautiful text designs, create logos, create banners etc.

Josefa angadaro ainetseka kuti zvinhu zvainge zvakavamirira sei? Uye angadaro aifungawo nezvevakoma vake, kuti vainge vachinja here maitiro avo echisimba uye kuti aizokwanisa here kuwirirana nevemumhuri make.

Kana mhuri yenyu isingawirirane nekuti pane godo, kusavimbana kana kuti ruvengo, ungangodaro wakati fananei naJosefa. Tingadzidzei pakutenda kwakaratidzwa naJosefa paairiritira mhuri yekumba kwavo? Josefa akaramba achizvininipisa, zvikaita kuti Jehovha amutume kuti aite basa rake VaIjipiti vanofanira kunge vakatenda Josefa uye vakamurumbidza pamusana pekugona kwake kuronga. Kunyange zvakadaro, Josefa haaizomboda kuti vanhu vamutende, asi kuti vatende Jehovha Mwari wake. Kana tikashandisa zvipo zvatiinazvo pakushumira Mwari wedu tichizvininipisa, anogona kuita kuti tikwanise kubudirira pakushandisa zvipo izvozvo kupfuura zvatingafungidzira. Nekufamba kwenguva, muIjipiti makavawo nenzara.

Pavakachemera Farao, akabva angovaudza kuti: “Endai kuna Josefa. Itai chero zvaanokuudzai.” Saka Josefa akatanga kuvhura matura ezvekudya zvainge zvachengetwa makore emaguta, uye vanhu vaitenga kwaari.—. Asi vanhu vaigara munyika dzainge dzakapoteredza Ijipiti vainge vakaomerwa.

Mhuri yaJosefa yakanga ichitambura iri kure zvikuru, kunyika yeKenani. Jakobho uyo ainge akwegura, akanzwa kuti kuIjipiti kwaiva nezviyo, saka akatuma vanakomana vake kuti vanotenga zvekudya ikoko.—. Jakobho akatuma vanakomana vake gumi, asi akati Bhenjamini asare.

Jakobho akanga achiri kudemba zvakaitika paakatuma mwana wake waaida Josefa kunoona vakoma vake. Apa ndipo paakanga apedzisira kumuona. Vakoma vacho vakadzoka kumba nenguo yaJosefa yainge yakanaka yairatidza kuti baba vake vaimuda, yakazara ropa uye yakabvaruka-bvaruka.

Izvi zvakaita kuti Jakobho apererwe uye afunge kuti Josefa ainge adyiwa nechikara.—. Vafamba rwendo rwurefu, vanakomana vaJakobho vakazosvika kuIjipiti. Pavakabvunza kwaitengeswa zviyo, vakaudzwa kuti vanoona mukuru wehurumende ainzi Zafenati-paneya. () Pavakamuona vakazviziva here kuti aiva Josefa? Vakangomuonawo semutongi ane simba wemuIjipiti aigona kuvabatsira.

Vakamuratidza ruremekedzo sezvaiitwa panguva yacho: “Vakamukotamira zviso zvavo zvakatarira pasi.”—. Ko iye Josefa wacho akaita sei? Akabva angoziva vakoma vake!

Uye paakavaona vachikotama pamberi pake, akafunga zvakaitika achiri mukomana. Bhaibheri rinotiudza kuti “Josefa akabva ayeuka hope” dzaakaroteswa naJehovha achiri mukomana, dzenguva yaizouya yekuti vakoma vake vaizokotamisa zviso zvavo pamberi pake, uye izvi ndizvo chaizvo zvakanga zvava kutoitika! () Josefa aizoita sei? Aizovambundira here kana kuti aizotsiva? Josefa aiziva kuti aisafanira kuita zvinhu asina kufunga. Zviri pachena kuti Jehovha ndiye akanga achiita kuti zvinhu zvifambe nenzira iyi inoshamisa.